1
Johani 14:27
Shona BIBLE
“Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu; handikupiyi sokupa kwenyika. Mwoyo yenyu irege kumanikidzwa, irege kutya.
Lee anya n'etiti ihe abụọ
Nyochaa Johani 14:27
2
Johani 14:6
Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna Baba, asi nokwandiri.
Nyochaa Johani 14:6
3
Johani 14:1
“Mwoyo yenyu irege kumanikidzwa; tendai kuna Mwari, mutendewo kwandiri.
Nyochaa Johani 14:1
4
Johani 14:26
Asi Munyaradzi, Mweya Mutsvene, achatumwa naBaba muzita rangu, iye achakudzidzisai zvose, nokukuyeuchidzai zvose, zvandakareva kwamuri.
Nyochaa Johani 14:26
5
Johani 14:21
“Ane mirairo yangu, akaichengeta, ndiye anondida; anondida achadikanwa naBaba vangu; neni ndichamudawo, ndichazviratidza kwaari.”
Nyochaa Johani 14:21
6
Johani 14:16-17
Neni ndichakumbira Baba, vachakupai mumwe Munyaradzi, kuti agare nemi nokusingaperi; ndiye Mweya wechokwadi; nyika haigoni kumugamuchira, nokuti haimuoni, kana kumuziva; imi munomuziva, nokuti agere nemi, achava mukati menyu.
Nyochaa Johani 14:16-17
7
Johani 14:13-14
Chinhu chipi nechipi chamunokumbira muzita rangu, ndichachiita, kuti Baba vakudzwe muMwanakomana. Kana muchikumbira chinhu kwandiri muzita rangu, ndichachiita.
Nyochaa Johani 14:13-14
8
Johani 14:15
“Kana muchindida, muchachengeta mirairo yangu.
Nyochaa Johani 14:15
9
Johani 14:2
Mumba maBaba vangu mune nzvimbo zhinji dzokugara; dai kusaiva kudaro, ndingadai ndaikuudzai; nokuti ndinoenda kundokugadzirirai pokugara.
Nyochaa Johani 14:2
10
Johani 14:3
“Kana ndaenda kundokugadzirirai pokugara, ndinozouyazve, ndikugamuchirei kwandiri; kuti apo pandiri, nemi mugovapowo.
Nyochaa Johani 14:3
11
Johani 14:5
Tomasi akati kwaari, “Ishe, hatizivi pamunoenda; nzira tingaiziva seiko?”
Nyochaa Johani 14:5
Ulo
Akwụkwọ Nsọ
Atụmatụ
Vidiyo