1
Ruka 13:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Irwai kupinda nesuʋo rakamanikana; nokuti ʋazhinji, ndinoti kwamuri, ʋacatȿaka kupinda, asi haʋaŋgagoni.
Compare
Ruka 13:24 ખોજ કરો
2
Ruka 13:11-12
Ɀino tarira, kwaiʋa’po mukadzi waiʋa nomŋeya woʋurwere makore anegumi namasere; wakaŋga akafunyana, asiŋgatoŋgogoni kusimuka. Jesu akati acimuʋona, akamuɗana, akati kwaari: Mai, wasunuŋgurwa paʋurwere bgako.
Ruka 13:11-12 ખોજ કરો
3
Ruka 13:13
Akaisa maʋoko ake pamsoro pake; akatasanudzwa pakarepo, akarumbidza Mŋari.
Ruka 13:13 ખોજ કરો
4
Ruka 13:30
Tarirai, ʋari’po ʋokupedzisira ʋacaʋa ʋokutaŋga, noʋokutaŋga ʋacaʋa ʋokupedzisira.
Ruka 13:30 ખોજ કરો
5
Ruka 13:25
Paŋguʋa iyo kana mŋene weimba asimuka, azarira suʋo, imi mukataŋga kumira kunze, mukagogodza pasuʋo, muciti: Ishe! tizarurirei! Iye akapindura, aciti kwamuri: Handikuziʋiyi imi kwamakabva.
Ruka 13:25 ખોજ કરો
6
Ruka 13:5
Ndinokuʋudzai: Kwete; asi kana musiŋgatendeʋuki, imi mose mucaʋurawa saiɀoɀo.
Ruka 13:5 ખોજ કરો
7
Ruka 13:27
Asi iye ucati: Ndinokuʋudzai: Handiziʋi kwamakabva; ibvai kwandiri, imi mose, ʋaiti ʋeɀisakarurama!
Ruka 13:27 ખોજ કરો
8
Ruka 13:18-19
Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari bgakafanana neiko? Ndicabgufananidza nei? Bgakafanana netsaŋga yembeu yemastarda, yakatorwa nomunhu, akaikanda mumunda make, ikamera, ikaita muti, shiri dzokuɗeŋga dzikagara pamataʋi awo.
Ruka 13:18-19 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ