1
Ruka 12:40
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemi ʋo mugare makaɀigadzira, nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yamusiŋgafuŋgi.
Compare
Ruka 12:40 ખોજ કરો
2
Ruka 12:31
Asi tȿakai ʋushe bgaʋo, naiɀoɀo ɀose mucaɀiwedzerwa.
Ruka 12:31 ખોજ કરો
3
Ruka 12:15
Akati kwaʋari: Cenjerai, muɀiceŋgete pakuciʋa kwose, nokuti ʋupenyu bgomunhu habguzi paɀinhu ɀakawanda ɀaanaɀo.
Ruka 12:15 ખોજ કરો
4
Ruka 12:34
Nokuti panefuma yenyu, nomŋoyo wenyu ucaʋa’po ʋo.
Ruka 12:34 ખોજ કરો
5
Ruka 12:25
Ndianiko kwamuri uŋgawedzera kubiti rimŋe paʋurefu bgake nokufuŋganya?
Ruka 12:25 ખોજ કરો
6
Ruka 12:22
Ɀino wakati kuʋadzidzi ʋake: Naiɀoɀo ndinoti kwamuri: Musafuŋganya pamsoro poʋupenyu bgenyu, kuti mucadyei, kana pamsoro pomuʋiri wenyu, kuti mucapfekei?
Ruka 12:22 ખોજ કરો
7
Ruka 12:7
Asi nevudzi romusoro wenyu rakaʋereŋgwa rose. Musatya, munopfuʋura shiri ɗuku zhinji.
Ruka 12:7 ખોજ કરો
8
Ruka 12:32
Musatya henyu, imi kapoka kaɗuku, nokuti Ƃaɓa ʋenyu ʋanofara nokukupai ʋushe.
Ruka 12:32 ખોજ કરો
9
Ruka 12:24
Fuŋgai makuŋguʋu, kuti haadɀari, haaceki, haanetsapi kana ɗura; asi Mŋari unoapa ɀokudya. Imi munokunda shiri ɀikuru sei!
Ruka 12:24 ખોજ કરો
10
Ruka 12:29
Imi musatȿaka ɀamucadya, neɀamucanwa; musaɀidya mŋoyo.
Ruka 12:29 ખોજ કરો
11
Ruka 12:28
Ɀino kana Mŋari acipfekedza saiɀoɀo ʋuswa bgenyika, bguri’po nhasi, maŋgwana bgokandirwa mucoto, haaŋgakupfekedziyi nokupfuʋurisa, imi ʋokutenda kuɗuku here?
Ruka 12:28 ખોજ કરો
12
Ruka 12:2
Hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi.
Ruka 12:2 ખોજ કરો
હોમ
બાઇબલ
યોજનાઓ
વિડિઓઝ