1
VaFiripi 1:6
Shona Bible 1949, revised 2002
ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu
Compare
Explore VaFiripi 1:6
2
VaFiripi 1:9-10
Ndizvo zvandinonyengetera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchingowanda pakuziva nokunzwisisa kwose; kuti muedze muzive kuti zvinhu zvakanaka ndezvipi, kuti muve vakarurama, vasina mhosva, kusvikira pazuva raKristu
Explore VaFiripi 1:9-10
3
VaFiripi 1:21
Nokuti kwandiri kurarama ndiKristu, kufa kupfuma.
Explore VaFiripi 1:21
4
VaFiripi 1:3
Ndinovonga Mwari wangu nguva imwe neimwe kana ndichikufungai
Explore VaFiripi 1:3
5
VaFiripi 1:27
Asi fambai bedzi zvakafanira Vhangeri yaKristu; kuti kunyange ndikauya ndikakuonai, kunyange ndisipo, ndinzwe pamusoro penyu kuti mumire nesimba nomweya mumwe, nomwoyo mumwe, muchirwira kutenda kweVhangeri
Explore VaFiripi 1:27
6
VaFiripi 1:20
zvandinotarira zvikuru netariro, kuti handinganyadziswi pachinhu chimwe; asi kuti zvino, sapanguva dzose, nokusatya kwangu kwose Kristu achakudzwa mumuviri wangu, kana noupenyu, kana nokufa.
Explore VaFiripi 1:20
7
VaFiripi 1:29
Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake
Explore VaFiripi 1:29
Home
Bible
Plans
Videos