1
1 Timoti 5:8
Shona Bible 1949, revised 2002
Asi kana munhu asingachengeti vokwake, zvikuru veimba yake, arasa kutenda, akaipa kukunda asingatendi.
Compare
Explore 1 Timoti 5:8
2
1 Timoti 5:1
Usatuke mukuru, asi umuraire sababa, navaduku savanun'una
Explore 1 Timoti 5:1
3
1 Timoti 5:17
Vakuru vanobata kereke zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa.
Explore 1 Timoti 5:17
4
1 Timoti 5:22
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.
Explore 1 Timoti 5:22
Home
Bible
Plans
Videos