1
1 Timoti 4:12
Shona Bible 1949, revised 2002
Munhu ngaarege kuvapo anozvidza uduku hwako, asi uitire vanotenda makwara, pashoko napamufambiro, naparudo, napakutenda, napakuchena kwomwoyo.
Compare
Explore 1 Timoti 4:12
2
1 Timoti 4:8
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hazvo, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa choupenyu hwazvino nohunouya.
Explore 1 Timoti 4:8
3
1 Timoti 4:16
Uzvichengete iwe nedzidziso yako. Urambire pazvinhu izvi, nokuti kana uchiita izvozvi, uchazviponesa iwe navanokunzwa.
Explore 1 Timoti 4:16
4
1 Timoti 4:1
Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa
Explore 1 Timoti 4:1
5
1 Timoti 4:7
Asi urambe ngano dzisina hanya naMwari nedzechembere. Uzvirovedze kunamata Mwari.
Explore 1 Timoti 4:7
6
1 Timoti 4:13
Shingaira pakurava, napakurayira, napakudzidzisa, kusvikira ndichiuya.
Explore 1 Timoti 4:13
Home
Bible
Plans
Videos