1
ƲaRoma 6:23
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti muɓairo weɀiʋi ndirwo rufu; asi cipo cokuŋgopiwa caMŋari ndibgo ʋupenyu bgusiŋgaperi munaKristu Jesu, Ishe weɗu.
Compare
Explore ƲaRoma 6:23
2
ƲaRoma 6:14
Nokuti ɀiʋi haɀiŋgaʋi nesimba pamsoro penyu; nokuti hamuzi pasi pomurairo asi pasi penyasha.
Explore ƲaRoma 6:14
3
ƲaRoma 6:4
Naiɀoɀo pakubapatidzwa takaʋigwa pamŋe cete naye murufu; kuti saiye Kristu akamutswa kuʋakafa nokubginya kwaƂaɓa, saiɀoɀo nesu ʋo tifambe noʋupenyu bgutȿa.
Explore ƲaRoma 6:4
4
ƲaRoma 6:13
ʋuye musapa ɀiʋi mitezo yenyu, kuti dziʋe nhumbi dzokuita ɀisakarurama; asi muɀipei imi kunaMŋari, saʋanhu ʋakararama kuʋakafa, nemitezo yenyu kuti dziʋe nhumbi dzokururama kunaMŋari.
Explore ƲaRoma 6:13
5
ƲaRoma 6:6
ticiziʋa iɀi, kuti munhu weɗu wekare wakaroʋerwa pamucinjikwa pamŋe cete naye, kuti muʋiri weɀiʋi ushaiswe simba, tirege kuzoʋa ʋaranda ʋeɀiʋi
Explore ƲaRoma 6:6
6
ƲaRoma 6:11
Saiɀoɀo nemi ʋo muɀiti makafa kuɀiʋi, asi kuti muri ʋapenyu kunaMŋari, munaKristu Jesu.
Explore ƲaRoma 6:11
7
ƲaRoma 6:1-2
Ɀino ticatiyiko? Torambira muɀiʋi kuti nyasha dziwande here? Haiȿa! Isu takafa kuɀiʋi, ticagara seiko mukati maɀo?
Explore ƲaRoma 6:1-2
8
ƲaRoma 6:16
Hamuziʋi here, kuti uyo wamunoɀipa kwaari kuti muʋe ʋaranda ʋake kumuterera, kuti muri ʋaranda ʋaiye wamunoterera; kana ʋeɀiʋi ɀinoisa kurufu, kana ʋokuterera kunoisa kukururama?
Explore ƲaRoma 6:16
9
ƲaRoma 6:17-18
Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, nokuti imi maiʋa ʋaranda ʋeɀiʋi, mukazoterera nomŋoyo rudzi urwu rwedzidziso yamakaiswa kwairi. Makasunuŋgurwa paɀiʋi, mukaʋa ʋaranda ʋokururama.
Explore ƲaRoma 6:17-18
Home
Bible
Plans
Videos