ƲaRoma 6:17-18
ƲaRoma 6:17-18 SUB1949
Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, nokuti imi maiʋa ʋaranda ʋeɀiʋi, mukazoterera nomŋoyo rudzi urwu rwedzidziso yamakaiswa kwairi. Makasunuŋgurwa paɀiʋi, mukaʋa ʋaranda ʋokururama.