ƲaRoma 6:1-2
ƲaRoma 6:1-2 SUB1949
Ɀino ticatiyiko? Torambira muɀiʋi kuti nyasha dziwande here? Haiȿa! Isu takafa kuɀiʋi, ticagara seiko mukati maɀo?