1
Mapisarema 139:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuʋoŋgai; nokuti ndakaitwa nomutoʋo unotyisa unoshamisa; Maɓasa enyu anoshamisa; Mŋeya waŋgu unoɀiziʋa kwaɀo.
Compare
Explore Mapisarema 139:14
2
Mapisarema 139:23-24
Ndinɀerei, Mŋari, muziʋe mŋoyo waŋgu; Ndiidzei, muziʋe ndaŋgariro dzaŋgu; Mutarire kana panenzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isiŋgaperi.
Explore Mapisarema 139:23-24
3
Mapisarema 139:13
Nokuti imi makaʋumba itȿo dzaŋgu; Makandiruka muɗumbu ramai ʋaŋgu.
Explore Mapisarema 139:13
4
Mapisarema 139:16
Meso enyu akaʋona muʋiri waŋgu ucigere kukwaniswa, Ɀose ɀakaŋga ɀakanyorwa murugwaro rwenyu, Zuʋa rimŋe nerimŋe rokuʋumbga kwaɀo, Kusati kwaʋa necimŋe caɀo.
Explore Mapisarema 139:16
5
Mapisarema 139:1
Jehova, imi makandinɀera, nokundiziʋa.
Explore Mapisarema 139:1
6
Mapisarema 139:7
Ndiŋgaendepiko ndibve pamŋeya wenyu? Kana ndiŋgatizirepiko ndibve pamberi penyu?
Explore Mapisarema 139:7
7
Mapisarema 139:2
Munoziʋa kugara kwaŋgu pasi nokusimuka kwaŋgu, Munonzwisisa kufuŋga kwaŋgu muri kure.
Explore Mapisarema 139:2
8
Mapisarema 139:4
Nokuti shoko risati raʋa’po parurimi rwaŋgu, Tarirai, imi Jehova, matoriziʋa rose.
Explore Mapisarema 139:4
9
Mapisarema 139:3
Munocerekedza kufamba kwaŋgu nokuʋata kwaŋgu pasi, Munoziʋa nzira dzaŋgu dzose.
Explore Mapisarema 139:3
Home
Bible
Plans
Videos