1
Mapisarema 138:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndicifamba pakati penhamo, imi mucandiponesa; Mucatambanudza ruʋoko rwenyu kudziʋisa kutsamŋa kwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu, Ruʋoko rwenyu rworudyi rucandiponesa.
Compare
Explore Mapisarema 138:7
2
Mapisarema 138:3
Pazuʋa randakaɗana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamŋeya waŋgu.
Explore Mapisarema 138:3
3
Mapisarema 138:1
Ndicakuʋoŋgai nomŋoyo waŋgu wose; Ndicakuimbirai nziyo dzokurumbidza pamberi paʋamŋari.
Explore Mapisarema 138:1
Home
Bible
Plans
Videos