1
Mateo 26:41
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.
Compare
Explore Mateo 26:41
2
Mateo 26:38
Akati kwaʋari: Mŋeya waŋgu uneshuŋgu kwaɀo, kuȿikira pakufa; garai pano, murinde neni.
Explore Mateo 26:38
3
Mateo 26:39
Akapfuʋura mberi ɀishomanene, akawira pasi neciso cake, akanyeŋgetera, aciti: Ƃaɓa ʋaŋgu, kana ɀicibvira, mukombe uyu ŋgaupfuʋure kwandiri; kunyaŋge ɀakaɗaro kurege kuʋa kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwenyu.
Explore Mateo 26:39
4
Mateo 26:28
Nokuti ici iropa raŋgu resuŋgano itȿa, rakaɗururirwa ʋazhinji kuti ʋakaŋganwirwe ɀiʋi.
Explore Mateo 26:28
5
Mateo 26:26
Ʋakati ʋodya, Jesu akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokupa ʋadzidzi ʋake, aciti kwaʋari: Torai, mudye; ici ndiwo muʋiri waŋgu.
Explore Mateo 26:26
6
Mateo 26:27
Akatora mukombe, akaʋoŋga, akaʋapa, aciti: Inwai mose pauri.
Explore Mateo 26:27
7
Mateo 26:40
Akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata; akati kunaPetro: Makaŋga musiŋgagoni seiko kurinda neni ŋguʋa imŋe cete?
Explore Mateo 26:40
8
Mateo 26:29
Asi ndinoti kwamuri: Handicatoŋgonwi ɀe ɀiɓereko ɀomuzambiriŋga, kuȿikira zuʋa iro randicazonwa naro nemi, ɀaʋa ɀitȿa, muʋushe bgaƂaɓa ʋaŋgu.
Explore Mateo 26:29
9
Mateo 26:75
Ipapo Petro akaraŋgarira shoko rakaŋga rarebga naJesu, rokuti: Joŋgwe risati rarira, ucandiramba katatu. Ipapo akaɓuɗa panze, akandocema ɀikuru.
Explore Mateo 26:75
10
Mateo 26:46
Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwaʋari waʋa pedyo.
Explore Mateo 26:46
11
Mateo 26:52
Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo.
Explore Mateo 26:52
Home
Bible
Plans
Videos