1
Mateo 25:40
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ishe ucapindura, aciti kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Pamakaɀiitira mumŋe waʋaɗuku ʋehama dzaŋgu idzi, makaɀiitireni.
Compare
Explore Mateo 25:40
2
Mateo 25:21
Ishe wake akati kwaari: Ɀakanaka, muranda wakanaka, wakatendeka; wakaŋga wakatendeka paɀinhu ɀishoma, ndicakuisa pamsoro peɀinhu ɀizhinji; pinda pamufaro washe wako.
Explore Mateo 25:21
3
Mateo 25:29
Nokuti mumŋe nomumŋe unaɀo, ucapiwa, aʋe neɀizhinji; asi usina, ucatorerwa neɀaanaɀo.
Explore Mateo 25:29
4
Mateo 25:13
Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi zuʋa kana ŋguʋa.
Explore Mateo 25:13
5
Mateo 25:35
Nokuti ndakaŋga ndinenzara, mukandipa cokudya; ndakaŋga ndinenyota, mukandipa cokunwa; ndakaŋga ndiri mŋeni, mukandigamucira
Explore Mateo 25:35
6
Mateo 25:23
Explore Mateo 25:23
7
Mateo 25:36
ndakaŋga ndisineŋguʋo, mukandipfekedza; ndakaŋga ndicirwara, mukandifambira; ndakaŋga ndiri mutoroŋgo, mukaʋuya kwandiri.
Explore Mateo 25:36
Home
Bible
Plans
Videos