1
2 ƲaKorinte 2:14-15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, unotikundisa ŋguʋa dzose munaKristu, unoratidza nesu kwose‐kwose bgema bgokuziʋa kwake. Nokuti isu tiri bgema bgakanaka bgaKristu kunaMŋari, pakati paiʋo ʋanoponeswa naʋanoparara.
Compare
Explore 2 ƲaKorinte 2:14-15
Home
Bible
Plans
Videos