1
2 ƲaKorinte 3:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe ndiMŋeya; ɀino panoMŋeya waShe, panesunuŋguko.
Compare
Explore 2 ƲaKorinte 3:17
2
2 ƲaKorinte 3:18
Ɀino isu tose tinoti ticitarira neciso cisina‐kufukidzirwa kubginya kwaShe sapaciʋoni‐ʋoni, tinoshandurwa ticifanana nomufananidzo iwoyo, ticibva pakubginya kumŋe ticienda kunokumŋe kubginya, seɀicibva kunaShe, Mŋeya.
Explore 2 ƲaKorinte 3:18
3
2 ƲaKorinte 3:16
Ɀino kana munhu acitendeʋukira kunaShe, cifukidziro cinobviswa.
Explore 2 ƲaKorinte 3:16
4
2 ƲaKorinte 3:5-6
hatiti takakwana isu timene, kuti titeme cinhu timene; asi kukwana kweɗu kunobva kunaMŋari; iye wakatikwanisa kuti tiʋe ʋashumiri ʋesuŋgano itȿa, isati iri yeɀakanyorwa asi yoMŋeya; nokuti ɀakanyorwa ɀinoʋuraya, asi Mŋeya unopa ʋupenyu.
Explore 2 ƲaKorinte 3:5-6
Home
Bible
Plans
Videos