1
2 ƲaKorinte 1:3-4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, iʋo Ƃaɓa ʋaShe weɗu Jesu Kristu, Ƃaɓa ʋeŋgoni, Mŋari wokunyaradza kwose; iye unotinyaradza pakutambudzika kweɗu kwose, kuti isu tiʋe nesimba rokunyaradza ʋari mukutambudzika kupi nokupi, nokunyaradzwa kwatinonyaradzwa nako naMŋari.
Compare
Explore 2 ƲaKorinte 1:3-4
2
2 ƲaKorinte 1:5
Nokuti maɗambudziko aKristu seɀaakaʋa mazhinji kwatiri, saiɀoɀo ʋo kunyaradzwa kweɗu kwakaʋa kuzhinji naKristu.
Explore 2 ƲaKorinte 1:5
3
2 ƲaKorinte 1:9
asi pamŋoyo peɗu isu takaŋga tatoɀitoŋgera rufu, kuti tirege kuʋimba nesimba reɗu, asi naMŋari unomutaa ʋakafa
Explore 2 ƲaKorinte 1:9
4
2 ƲaKorinte 1:21-22
Ɀino, uyo unotisimbisa munaKristu pamŋe cete nemi, nokutizodza, ndiMŋari; uyo wakatiisira ʋo cisimbiso, akatipa ruɓatso rwoMŋeya mumŋoyo meɗu.
Explore 2 ƲaKorinte 1:21-22
5
2 ƲaKorinte 1:6
Ɀino kana ticitambudzika heɗu isu, ɀinoitwa nokuɗa kwokunyaradzwa nokuponeswa kwenyu; kana ticinyaradzwa isu, ɀinoitwa nokuɗa kwokunyaradzwa kwenyu, kunokusimbisai kutsuŋgirira pamaɗambudziko iwayo atinotambudzika ʋo nawo.
Explore 2 ƲaKorinte 1:6
Home
Bible
Plans
Videos