1
Mavambo 11:6-7
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita. Ngatiburukei tindopesanisa mutauro wavo vagorega kunzwana pakutaura.”
Jämför
Utforska Mavambo 11:6-7
2
Mavambo 11:4
Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.”
Utforska Mavambo 11:4
3
Mavambo 11:9
Saka zita reguta iroro rakanzi Bhabheri nokuti Tenzi akapesanisa mutauro wapasi pose. Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika, pasi pose.
Utforska Mavambo 11:9
4
Mavambo 11:1
Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo.
Utforska Mavambo 11:1
5
Mavambo 11:5
Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu.
Utforska Mavambo 11:5
6
Mavambo 11:8
Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika yose, vakabva varega kuvaka guta riya.
Utforska Mavambo 11:8
Hem
Bibeln
Planer
Videor