Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

MakuhwaChikamu

Gossip

ZUVA 1 REMAZUVA 14

Miromo yakadhamba inonyudza chikepe. Kubatirira parurimi. Vhura muromo; isa tsoka. Kune zvirevo zvakawanda zvekutsanangura huipi wekunge usingagone kubata pamuromo pako uye zvinhu zvaunotaura. Makuhwa haadiwe. Makuhwa ndicho chimwe chezvinhu zvinopa tsananguro kana tichinge tamborwadziswa. Hezvino zviviri zvinoratidza musimboti wemakuhwa: Vaye vanouya kuzokuudza makuhwa ndivo vanonotaurawo makuhwa pamusoro pako. Uye, kana usiriwe uchave mhinduro, haufanire kunge uchitaura. Mwari vane basa nemakuhwa here? Vane hanya nezvatinotaura here? Tarisisa shoko raMwari kuti udzidze kuti unoshandisa sei mashoko ako!
Zuva 2

Zvinechekuita neHurongwa uhu

Gossip

Mashoko atinoshandisa ane simba rakanyanyisa rokuti avake kana kupunza.Makuhwa ane chepfu zvakanyanya.Saka mashoko akamira pai muhupenyu hwako - kuti aunze hupenyu kana kukanganisa vamwe?Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakubatsira kuti unzwisise kuti Mwari vanotora zvinobuda mukanwa medu zvakakomba.Zvinyararidze ungoteerera kune zviri kutaurwa naMwari.Uchida zvimwe zvinyorwa,tarisa pa finds.life.church

More

Hurongwa uhwu hwakagadzirwa neLife.Church