Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

NguoChikamu

Clothing

ZUVA 1 REMAZUVA 7

Bhaibheri rinonyatsotaura here kuti chii chinofanira kupfekwa? Chaizvowo, kwete nenzira yaungangofungidzira, asi rinotaura nezvemitemo inokosha yemwero. Muchirongwa ichi chekuverenga, uchafanira kurega kunyanyotarisa zvetsika nemagariro yaiveko pakanyorwa Bhaibheri, asi usarasikirwe nekuona musimboti wacho. Sei uchida kupfeka semapfekero aunoita? Chinangwa chekupfeka imwewo hembe ndechei? Nyatsova wakatendeseka nezvauri uye tendeseka muna Mwari. Kana ukazvipfekedza muchombo chaMwari chekutanga, chinofanira kubatsira pakukutungamira paunenge uchizopfeka zvipfeko zvako zvimwe zvose!
Zuva 2

Zvinechekuita neHurongwa uhu

Clothing

Vanhu veruzhinji vanokoshesa zvipfeko zvinopfekwa nemunhu.Saka ungangove uchifunga kuti Bhaibheri rinoti kudii nenyaya iyi yokuti munhu anofanira kunge achitaridzika sei - zvine basa rese here? Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakubatsira kuti unone kuti zvine basa nekuti uri mwana waMwari.Kana uchida zvimwe zvinyorwa,tarisa pa finds.life.church

More

We would like to thank Life.Church for providing this plan. For more information, please visit: www.life.church