Robert Roberts

365 Mazuva
Chirongwa chaRoberts' chakasimba chakarongwa zvinoenderana nebhaibheri,chinokutungamirai kuti mupedze kuverenga kwenyu kweTestamende yekare nekupedza kuverenga magwaro eTestamende itsva paviri.Kuverenga kwacho ndekwe zvitsauko zvina paurefu uye zvinosanganisira zvitsauko zveTestamende yekare neitsva pazuva.
Hurongwa uhu hwekuverenga hwakagadzirwa naRobert Roberts makore zana apfuura.
Zvimwe kubva kuYouVersion