Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mambo paainge akazendama zvake pasofa, mafuta angu enadhi akati pfuu kunhuwirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nguva yose mambo agere patafura yake, Nado yangu yakabudisa kunhuwira kwayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mambo paakanga agere patafura yake, munhuwi wamafuta andainge ndazora wakapararira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nguva yose mambo agere patafura yake, Nado yangu yakabudisa kunhuwira kwayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mambo paainge akazendama zvake pasofa, mafuta angu enadhi akati pfuu kunhuwirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1