VaRoma 4:20
VaRoma 4:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatarira chipikirwa chaMwari, haana kunyunyuta nokusatenda, asi akasimbiswa pakutenda, akakudza Mwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi haana kukahadzika nokuda kwokusatenda pamusoro pechipikirwa chaMwari, asi akasimbiswa mukutenda kwake uye akakudza Mwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatarira chipikirwa chaMwari, haana kunyunyuta nokusatenda, asi akasimbiswa pakutenda, akakudza Mwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4VaRoma 4:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana kusavimba naMwari kwakamboita kuti vakahadzike nezvechitsidzo chaMwari asi vakasimbiswa muchitendero chavo, vakapa mbiri kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 4