VaRoma 15:1-2
VaRoma 15:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Isu tine simba tinofanira kutakura kukundikana kwavasina simba uye tisingazvifadzi. Mumwe nomumwe wedu anofanira kufadza muvakidzani wake pane zvakanaka, zvinomuvaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino isu, tine simba, tinofanira kutakura utera hwavasina simba, tisingazvifadzi. Mumwe nomumwe wedu ngaafadze wokwake pane zvakanaka zvinosimbisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15VaRoma 15:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isu takasimba tinofanira kuita mwoyo murefu navasina kusimba kwete kungozvifadzawo zvedu. Munhu wose anofanira kuitira mumwe wake zvinomufadza zvinomubatsira nokumusimbisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 15