Zvakazarurwa 21:7
Zvakazarurwa 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anokunda achapiwa nhaka iyi yose, uye ndichava Mwari wake, uye iye achava mwanakomana wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi; ndichava Mwari wake, iye achava mwanakomana wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyo anokunda achawana mugove wenhaka yezvinhu izvi ini ndichava Mwari wake iye achivawo mwana wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21