Zvakazarurwa 17:14
Zvakazarurwa 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vachaita hondo neGwayana, asi Gwayana richavakunda nokuti ndiye Ishe wamadzishe naMambo wamadzimambo, uye vakadanwa varo ndivo vachava naro, vakasanangurwa uye vateveri vakatendeka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ava vacharwa neGwayana, Gwayana richavakunda; nokuti iro ndiIshe wamadzishe, namambo wamamdzimambo; naivo vanaro ndivanhu vakadanwa, vatsvene, vakatendeka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vacharwisa Hwayana asi Hwayana ichavakurira nokuti ndiTenzi wavanatenzi naMambo wamadzimambo. Uye vaainavo vanhu vakadanwa vakasarudzwa uye vakatendeka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17