Mapisarema 71:21-23
Mapisarema 71:21-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muchawedzera kukudzwa kwangu, uye muchandinyaradzazve. Ndichakurumbidzai nembira nokuda kwokutendeka kwenyu, imi Mwari wangu; ndichakurumbidzai nenziyo nomutengeranwa, imi Mutsvene woga waIsraeri. Miromo yangu ichadanidzira nomufaro pandinokurumbidzai nenziyo, iyeni, wamakadzikinura.

Mapisarema 71:21-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wedzerai hukuru hwangu, Dzokaizve mundinyaradze. Ndichakurumbidzaiwo nemitengeranwa, Naiyo zvokwadi yenyu, Mwari wangu; Ndichakuimbirai imi nziyo dzokurumbidza nembira, Iyemi Mutsvene waIsiraeri. Miromo yangu ichafara kwazvo kana ndichikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomweya wangu wamakadzikinura.
Mapisarema 71:21-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muchapamhidzira ukuru hwangu muchindinyaradzazve. Ndichakurumbidzai nedimbwa ndichirumbidza kuva pachokwadi kwenyu. Mwari wangu ndichakurumbidzai nechipendani, imi mutsvene weIsiraeri. Miromo yangu ichapururudza norufaro pandinoimba ndichikurumbidzai uyewo iyeni nokundinunura kwamakaita.
Mapisarema 71:21-23 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wedzerai ʋukuru bgaŋgu, Dzokai ɀe mundinyaradze. Ndicakurumbidzai ʋo nemiteŋgeranwa, Naiyo ɀokwaɗi yenyu, Mŋari waŋgu; Ndicakuimbirai imi nziyo dzokurumbidza nembira, Iyemi Mutȿene waIsraeri. Miromo yaŋgu icafara kwaɀo kana ndicikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomŋeya waŋgu wamakadzikinura.
Mapisarema 71:21-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)