Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 71:21-23

Mapisarema 71:21-23 SUB1949

Wedzerai ʋukuru bgaŋgu, Dzokai ɀe mundinyaradze. Ndicakurumbidzai ʋo nemiteŋgeranwa, Naiyo ɀokwaɗi yenyu, Mŋari waŋgu; Ndicakuimbirai imi nziyo dzokurumbidza nembira, Iyemi Mutȿene waIsraeri. Miromo yaŋgu icafara kwaɀo kana ndicikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomŋeya waŋgu wamakadzikinura.