Mapisarema 37:40
Mapisarema 37:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anovabatsira uye anovanunura; anovanunura kubva kuna vakaipa uye anovaponesa, nokuti vanovanda maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37Mapisarema 37:40 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha anovabatsira, nokuvarwira; Anovarwira kuna vakaipa, nokuvaponesa, Nokuti vakandovanda maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37Mapisarema 37:40 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI anovabatsira uye anovanunura. Anovanunura kuvakaipa achivaponesa nokuti vanovanda maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 37