Mapisarema 37:4-6
Mapisarema 37:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Farikana muna Jehovha, uye iye achakupa zvinodikanwa nomwoyo wako. Isa nzira yako kuna Jehovha; uvimbe naye uye iye achaita izvi; achaita kuti kururama kwako kupenye samambakwedza, nokururamisirwa kwako sezuva ramasikati.
Mapisarema 37:4-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farikana kwazvo kuna Jehovha; Iye agokupa zvinodikanwa nomwoyo wako. Isa nzira yako kuna Jehovha; Vimbawo naye, iye achazviita. Iye achabudisa kururama kwako sechiedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.
Mapisarema 37:4-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Fara naTENZI iye achakupa zviri pamwoyo pako. Isa upenyu hwako muna TENZI vimba naye, iye achaona zvokuita. Achaita kuti ururami hwako hubude pachena sechiedza uye mamiriro oupenyu hwako sezuva ramasikati.
Mapisarema 37:4-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Farikanya kwaɀo kunaJehova; Iye agokupa ɀinoɗikanwa nomŋoyo wako. Isa nzira yako kunaJehova; Ʋimba ʋo naye, iye ucaɀiita. Iye ucaɓuɗisa kururama kwako seciedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.
Mapisarema 37:4-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Fara naTENZI iye achakupa zviri pamwoyo pako. Isa upenyu hwako muna TENZI vimba naye, iye achaona zvokuita. Achaita kuti ururami hwako hubude pachena sechiedza uye mamiriro oupenyu hwako sezuva ramasikati.