Mapisarema 34:8-9
Mapisarema 34:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake, nokuti vanomutya havana chavanoshayiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari. Ityai TENZI imi vatsvene vake; vanomutya hapana chavanoshaya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake, nokuti vanomutya havana chavanoshayiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ravirai henyu, muone kuti Jehovha wakanaka; Akakomborerwa munhu anovimba naye. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake; Nokuti vanomutya havana chavanoshaiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34Mapisarema 34:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari. Ityai TENZI imi vatsvene vake; vanomutya hapana chavanoshaya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 34