Mapisarema 25:14-15
Mapisarema 25:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anogara pakati pavanomutya; anozivisa sungano yake kwavari. Meso angu anoramba achitarira kuna Jehovha, nokuti ndiye chete anosunungura tsoka dzangu pamusungo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 25Mapisarema 25:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anogara pakati pavanomutya; anozivisa sungano yake kwavari. Meso angu anoramba achitarira kuna Jehovha, nokuti ndiye chete anosunungura tsoka dzangu pamusungo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 25Mapisarema 25:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvakavanzwa zvaJehovha ndezvavanomutya; Achavaratidza sungano yake. Meso angu anoramba achitarira kuna Jehovha; Nokuti anobvisa tsoka dzangu pamumbure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 25Mapisarema 25:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ushamwari naTENZI ndehwevanomutya uye anovazivisa chitenderano chake. Meso angu anogara akatarisa kuna TENZI nokuti ndiye anotakanura makumbo angu mumambure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 25