Mapisarema 119:66-67
Mapisarema 119:66-67 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndidzidzisei ungwaru hwakanaka nenjere; Nokuti ndakatenda mirairo yenyu. Ndakati ndichigere kutambudzika ndikarashika; Asi zvino ndinochengeta shoko renyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:66-67 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndipeiwo ungwaru pakufunga uye ruzivo nokuti ndinovimba nemitemo yenyu. Ndisati ndarohwa neshamhu ndakarasika asi pari zvino ndinochengeta shoko renyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:66-67 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndidzidzisei zivo nokutonga kwakanaka, nokuti ndakatenda mirayiro yenyu. Pandakanga ndisati ndatambudzika, ndakatsauka, asi zvino ndinoteerera shoko renyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119