Mapisarema 119:17-18
Mapisarema 119:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Itirai muranda wenyu zvakanaka, ndigorarama; ndichateerera shoko renyu. Ndisvinudzei meso angu kuti ndione. Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurayiro wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Itirai muranda wenyu zvakanaka, kuti ndirarame; Ipapo ndichachengeta shoko renyu. Ndisvinudzei meso angu, kuti ndione Zvinhu zvinoshamisa zviri pamurau wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndibatei zvakanakisisa ini muranda wenyu kuti ndirarame ndichengete shoko renyu. Gimeri Zarurai meso angu kuti ndione zvinoshamisa zviri mumutemo wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119