Mapisarema 119:1
Mapisarema 119:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakaropafadzwa avo vane nzira isina chaingapomerwa, vanofamba mumurayiro waJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaropafadzwa avo vane nzira yakarurama, Vanofamba mumurau waJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakakomborerwa zvavo vanoupenyu husina chinoshoreka, vanofamba zviri pamutemo waTENZI. Arefu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119