Zvirevo 11:20-21
Zvirevo 11:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vane mwoyo yakatsauka vanonyangadza Jehovha; Asi vanofamba nenzira yakarurama vanomufadza. Zvirokwazvo, wakaipa haangakoni kurohwa; Asi vana vavakarurama vacharwirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anovenga vanhu vane mwoyo yakaipa, asi anofarira avo vane nzira dzisina chadzingapomerwa. Zvirokwazvo akaipa acharangwa bedzi, asi vakarurama vachasunungurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vane mwoyo yakatsauka vanonyangadza Jehovha; Asi vanofamba nenzira yakarurama vanomufadza. Zvirokwazvo, wakaipa haangakoni kurohwa; Asi vana vavakarurama vacharwirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vane mwoyo wakaipa Tenzi haavadi asi vasina mhosva anofadzwa navo. Iva nechokwadi chokuti munhu akaipa anorangwa chete asi vana vavakarurama vanonunurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11