Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀireʋo 11:20-21

Ɀireʋo 11:20-21 SUB1949

Ʋanemŋoyo yakatsauka ʋanonyaŋgadza Jehova; Asi ʋanofamba nenzira yakarurama ʋanomufadza. Ɀirokwaɀo, wakaipa haaŋgakoni kurobga; Asi ʋana ʋaʋakarurama ʋacarwirwa.