Zvirevo 11:18-19
Zvirevo 11:18-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akaipa anowana mubayiro wokunyengedzera, asi uyo anodyara kururama anokohwa mubayiro wechokwadi. Munhu akarurama zvechokwadi anowana upenyu, asi uyo anotevera zvakaipa anoenda kurufu rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:18-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akaipa anowana mubayiro wokunyengedzera, asi uyo anodyara kururama anokohwa mubayiro wechokwadi. Munhu akarurama zvechokwadi anowana upenyu, asi uyo anotevera zvakaipa anoenda kurufu rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:18-19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wakaipa anopiwa mubayiro wokunyengedzera; Asi anokusha kururama achawana mubayiro wazvokwadi. Kururama kwazvokwadi kunoisa kuupenyu; Asi anotevera zvakaipa, anovinga rufu rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11Zvirevo 11:18-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wakaipa anowana mubayiro wounyengedzi asi anodyara ururami anowana mubayiro kwawo. Anosimbirira muururami anorarama asi anoronda uipi anofa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 11