Wakaipa unopiwa muɓairo wokunyeŋgedzera; Asi unokusha kururama ucawana muɓairo waɀokwaɗi. Kururama kwaɀokwaɗi kunoisa kuʋupenyu; Asi unoteʋera ɀakaipa, unoʋiŋga rufu rwake.
Verenga chikamu Ɀireʋo 11
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 11:18-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo