Zvirevo 10:21-22
Zvirevo 10:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Miromo yemunhu akarurama inosimbisa vazhinji, asi mapenzi anofa nokuda kwokushayiwa zivo. Kuropafadza kwaJehovha kunowanisa upfumi, uye haawedzeri matambudziko kwahuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Miromo yowakarurama inosimbisa vazhinji; Asi mapenzi anofa nokushaiwa zivo. Kuropafadza kwaJehovha ndiko kunopfumisa; Kutambura pabasa hakuwedzeri chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Miromo yomururami inogutsa vakawanda asi mapenzi anofa pamusana pokushaya ruzivo. Chikomborero chaTenzi chinopfumisa, hapana kushanda kunohupamhidzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10