Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀireʋo 10:21-22

Ɀireʋo 10:21-22 SUB1949

Miromo yowakarurama inosimbisa ʋazhinji; Asi mapenzi anofa nokushaiwa ziʋo. Kuropafadza kwaJehova ndiko kunofumisa; Kutambura paɓasa hakuwedzeri cinhu.