Numeri 6:22-24
Numeri 6:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Udza Aroni navanakomana vake uti, ‘Munofanira kuropafadza vaIsraeri nomutoo uyu. Muti kwavari: “ ‘Jehovha akuropafadzei uye akuchengetei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 6Numeri 6:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Udza Aroni navanakomana vake uti, ‘Munofanira kuropafadza vaIsraeri nomutoo uyu. Muti kwavari: “ ‘Jehovha akuropafadzei uye akuchengetei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 6Numeri 6:22-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akataura naMosesi, akati, “Taura naAroni navanakomana vake, uti, ‘Munofanira kuropafadza vana vaIsiraeri nomutoo uyu:’ Muti kwavari, ‘Jehovha akuropafadze, akuchengete
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 6Numeri 6:22-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Taurira Aroni navanakomana vake kuti kana vava kukomborera vaIsiraeri ngavataure vachiti: “Tenzi ngaakukomborerei akuchengetei
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 6