Numeri 32:23
Numeri 32:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 32Numeri 32:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 32Numeri 32:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 32