Numeri 22:32
Numeri 22:32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mutumŋa waJehova akati kwaari: Waroʋereiko mboŋgoro yako ɀino katatu? Tarira, ini ndimene ndaɓuɗa kuzokudziʋisa, nokuti nzira yako inoʋaʋarira kuneɀakaipa pamberi paŋgu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22Numeri 22:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa waJehovha akamubvunza achiti, “Warovereiko mbongoro yako rutatu rwose urwu? Ini ndauya pano kuzokudzivisa nokuti nzira yako haina kururama kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22Numeri 22:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutumwa waJehovha akati kwaari, “Warovereiko mbongoro yako zvino katatu? Tarira, ini ndimene ndabuda kuzokudzivisa, nokuti nzira yako inovavarira kune zvakaipa pamberi pangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 22