Nehemia 6:13
Nehemia 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akanga atengwa kuti azondivhundutsira kuitira kuti ndiite chivi nokuita izvi, uye ipapo vagondipa zita rakaipa kuti vandisvibise.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akanga atengwa kuti azondivhundutsira kuitira kuti ndiite chivi nokuita izvi, uye ipapo vagondipa zita rakaipa kuti vandisvibise.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akanga afufurwa nemhaka iyo, kuti nditye, ndiite saizvozvo, nditadze, kuti vawane chavangandichera nacho, vagondishora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndozvavakamutengera izvozvo kuti ini nditye, ndiite saizvozvo, ndiparamure chitadzo, vagondipa zita rakaipa vachindifumura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6