Nehemia 6:12
Nehemia 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakaona kuti Mwari akanga asina kumutuma asi kuti aiprofita zvakaipa pamusoro pangu nokuti akanga atengwa naTobhia naSanibharati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakaona kuti Mwari akanga asina kumutuma asi kuti aiprofita zvakaipa pamusoro pangu nokuti akanga atengwa naTobhia naSanibharati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikaona kwazvo kuti Mwari akanga asina kumutuma; asi akandiporofitera izvozvo, nokuti akanga afufurwa naTobhia naSanibharati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazvinzwisisa ndikaona kuti Mwari haana kunge amutuma, asi shoko raandiporofitira iri pamusana paTobhiya naSanibharati, vakanga vamutenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6