Nehemia 4:8-9
Nehemia 4:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakarangana vose pamwe chete kuti vazorwa neJerusarema uye kuti varimutsire mhirizhonga. Asi takanyengetera kuna Mwari wedu tikaisawo varindi masikati nousiku kuti vapedze dambudziko rokutyisidzira uku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4Nehemia 4:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vakarangana vose kundorwa neJerusaremu, nokuvakanganisapo. Asi isu takanyengetera kuna Mwari wedu, tikaisa varindi kuvarindira masikati nousiku nemhaka yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4Nehemia 4:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose pamwechete vakaita bangano rokundorwisa Jerusaremu nokumutsa manyongori imomo. Takanamata kuna Mwari wedu tikaisa vagariri siku nesikati vokudzivirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 4