Mako 9:23-24
Mako 9:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kune anotenda.” Pakarepo baba vomukomana vakadanidzira vachiti, “Ndinotenda; ndibatsirei pakusatenda kwangu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.” Pakarepo baba vomwana vakachema, vachiti, “Ndinotenda, ndibatsirei pakusatenda kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.” Pakarepo baba vomwana vakabva vadaidzira vachiti, “Ndinotenda, ndibatsireiwo pandinokundika pakusatenda kwangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9