Mako 4:29-30
Mako 4:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Panongoibva zviyo, anozvicheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Akatizve, “Umambo hwaMwari tingahufananidza neiko kana kuti tingaita mufananidzo upiko kuti tihutsanangure?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:29-30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.” Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4Mako 4:29-30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.” Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 4