Mako 14:50-52
Mako 14:50-52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vose vakamusiya vakatiza. Rimwe jaya, rakanga rakapfeka nguo yakaisvonaka, rakanga richitevera Jesu. Vakati varibata, rakatiza risina kupfeka, rikasiya nguo yaro mumashure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:50-52 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vakamusiya vose, vakatiza. Zvino rimwe jaya rakamutevera, rakapfeka mucheka bedzi pamuviri, vakaribata; asi rakasiya mucheka, rikatiza risina nguo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:50-52 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vakabva vamusiya votiza. Mumwe mukomana akamutevera akafuka jira rerineni chete pamuviri wake. Vakamubata, asi akasiya jira riya rerineni otiza asina chaakapfeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14