Mateo 27:1-2
Mateo 27:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mangwanani-ngwanani vaprista vose vakuru navakuru vavanhu vakabvumirana kuti Jesu aurayiwe. Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ava mangwana, vapristi vakuru vose navakuru vavanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye; vakamusunga, vakaenda naye, vakamuisa kuna Pirato, aiva gavhuna.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu. Vakamusunga ndokuenda naye vakandomuturira kuno mutongi Pirato.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27